KwaunobvaDuramazwiTtsetsenu

Duramazwi

tsetsenu

Zvinoreva

Kuti tsetsenu kugaya kana kukuya zvinhu kuti zvisare zvisina kumhazhika.

1

Kana munhu akati tsetsenu tsetsenu nyaya anenge aitaura yose achikasira uye pasina chaanosiirira.

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tsetsenu tsetsenu

Kana munhu akati tsetsenu tsetsenu nyaya anenge aitaura yose achikasira uye pasina chaanosiirira.

Verenga

Swipe for the next word