KwaunobvaDuramazwiTtsetseka

Duramazwi

tsetseka

Zvinoreva

Kusamhazhika.

1

Kusamhazhika.

Kudedemura kutaura kana kuverenga zvakatsetseka pasina kumbomira kana kukakamira.

Kana izwi remunhu richinzi rakatsetseka rinenge rakanyorovera uye riri pasi pasi.

Kana upfu huchinzi hwakatsetseka hunenge husina mabande makuru mukati mahwo.

2

Kana upfu huchinzi hwakatsetseka hunenge husina mabande makuru mukati mahwo.

3

Kana ganda richinzi rakatsetseka rinenge rakapfumbira uye risina mapundu.

4

Kana izwi remunhu richinzi rakatsetseka rinenge rakanyorovera uye riri pasi pasi.

5

Kana mutauro uchinzi wakatsetseka unenge uchitaurwa usingavhenganiswi nemazwi anobva kune mumwe kana mimwe mitauro.

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tsetsenu

Kuti tsetsenu kugaya kana kukuya zvinhu kuti zvisare zvisina kumhazhika.

Verenga

Swipe for the next word