Duramazwi
tsvedzerera
smooth
Duramazwi
smooth
Kutsvedzerera kutsetsekera kunoita chivezwa kana chiumbwa chakatsvenenzverwa.
Kutsvedzerera kutsetsekera kunoita chivezwa kana chiumbwa chakatsvenenzverwa.
Musari zvinyamanyama zvinotsvedzerera, zvinobudirana pamwe nemhuru ichangozvarwa.
Kutsvenenzveka kuchekererwa zvakaenzana nokutsvedzerera kwechivezwa kana zvimwewo.
Kushangura kurova uriri hwemumba, zvinoita kuti muchisara makatsvedzerera.
Duramazwi
01 / 03tsvedzuka
Kana ukatsvedzuka unenge watadza kumira kwazvo, mushure mokunge watsika sezvakaita ganda rebhanana kana mumba makashainwa.
VerengaSwipe for the next word