Duramazwi
-donongora-erengudza-dodonga
Zvinoreva
Kana munhu achitsetsenura nyaya anenge achirondedzera zvose zvaanoziva, asingasiyiriri zvimwe.
1

Kana munhu achitsetsenura zviyo paguyo anenge achidzokorora kuzvikuya kuti zvinyatsogayika.

Kana uchikwizira riva unenge uchitsetsenura pauchazoriteya kuitira kuti rigonyatsa kuzorova mbeva kana yauya.
2
Kana munhu achitsetsenura zviyo paguyo anenge achidzokorora kuzvikuya kuti zvinyatsogayika.
Zvakafanana
-donongora · -erengudza · -dodonga
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tsetswa
Kuvhiya nyama nenzira yehupenyu.
VerengaSwipe for the next word