KwaunobvaDuramazwiMmotsa

Duramazwi

motsa

-jakanya-rakada-monza

Zvinoreva

Kumotsa kukuya upfu zvakanaka chaizvo zvokusara pasina magufu.

1

Kumotsa kukuya upfu zvakanaka chaizvo zvokusara pasina magufu.

Kuti sadza rezviyo ribude zvakanaka, zvinotoda kuti munhu amotse upfu pakukuya.

Kumotsa kukuya upfu zvakanaka chaizvo zvokusara pasina magufu.

Zvakafanana

-jakanya · -rakada

Zvine chekuita

-monza

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

motseka

Kana upfu hwakamotseka hunenge hwagayiwa kana kukuiwa hukasara netumabande tudikidiki.

Verenga

Swipe for the next word