Duramazwi · zita
tseu
museura
Duramazwi · zita
Tseu munda unorimwa nzungu kana nyimo.
Tseu munda unorimwa nzungu kana nyimo.
Tseu munda unorimwa nzungu kana nyimo.
Vakatora badza ravo ndiye-----------kutseu yavo yenzungu.
Vakatora badza ravo ndiye tande kutseu yavo yenzungu.
museura
Duramazwi
01 / 03tseura
Kutseura kutuka munhu anenge akanganisa chimwe chinhu kuti asazozvita zvakare.
VerengaSwipe for the next word