KwaunobvaDuramazwiNNjanja

Duramazwi · zita

Njanja

Zvinoreva

Njanja idunhu romuZimbabwe rakawanda vaNjanja, uye

Njanja inzvimbo inorimwa nzungu.

1

Njanja idunhu romuZimbabwe rakawanda vaNjanja, uye

VaNjanja vanhu vanobva kunzvimbo inonzi Njanja.

Uyu mutupo wevaera Moyo vane chidao chekwaSinyoro, vachibva kuNjanja.

Janjanja ihoro kana kamuri reimba rakakura chaizvo.

2

Njanja inzvimbo inorimwa nzungu.

VaNjanja vanhu vanobva kunzvimbo inonzi Njanja.

Uyu mutupo wevaera Moyo vane chidao chekwaSinyoro, vachibva kuNjanja.

Kana zvinhu, kazhinji zvesimbi, zvakangoti janjanja zvinenge zvakaunganidzwa pamwe chete uye zvisina kurongeka.

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

njanjandara

Kuti njanjandara kudonha kwemunhu achizoita senge afa.

Verenga

Swipe for the next word