Duramazwi
Zvinoreva
Kana tambo ikagwibuka inenge yadimbuka kuita zvidimbu zviviri.
1
Kana tambo ikagwibuka inenge yadimbuka kuita zvidimbu zviviri.
Tambo yakagwibuka tiri pakati pedziva, tikazopona nokushambira.
Kana tambo ikagwibuka inenge yadimbuka kuita zvidimbu zviviri.
2
Kugwibuka kuseka zvinoratidza mwoyo wakafara.
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gwibura
Kugwibura kuseka zvinoratidza kusununguka pamoyo nokufara.
VerengaSwipe for the next word