KwaunobvaDuramazwiGgwibu

Duramazwi

gwibu

Zvinoreva

Kuti gwibu kudimbura kuita zvidimbu zviviri.

1

Kuti gwibu kudimbura kuita zvidimbu zviviri.

Akati gwibu nzimbe ndokugovera Tendai na-Zivanai.

Kuti gwibu kuseka kunoratidza moyo wakasununguka uye unofara.

2

Kuti gwibu kuseka kunoratidza moyo wakasununguka uye unofara.

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gwibudza

Kugwibudza kuita kuti mumwe adimbure zvakaita senyama kana tambo.

Verenga

Swipe for the next word