KwaunobvaDuramazwiGgwiba

Duramazwi · zita

gwiba

Zvinoreva

Gwiba rudzi rwedoro.

Kudhumhana nomusoro.

1

Gwiba rudzi rwedoro.

Kuti gwiba kuunza nyanga pamwe chete kunoitwa nehandira dzichirwa.

Kana motokari dzikati gwiba dzinenge dzabonderana.

Kuti gwiba kudzivira panga pakashama.

2

Kudhumhana nomusoro.

Kuti gwiba kuunza nyanga pamwe chete kunoitwa nehandira dzichirwa.

Kana motokari dzikati gwiba dzinenge dzabonderana.

Kuti gwiba kudzivira panga pakashama.

3

Kuti gwiba kuunza nyanga pamwe chete kunoitwa nehandira dzichirwa.

4

Kana motokari dzikati gwiba dzinenge dzabonderana.

5

Kuti gwiba kudzivira panga pakashama.

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gwibhidhi

Kana chinhu chikanzi gwibhidhi chinenge charaswa nenzira inoratidza kuti hapana pachichazoshandiswa.

Verenga

Swipe for the next word