KwaunobvaDuramazwiGgwi

Duramazwi

gwi

Zvinoreva

Kuti gwi kubata zvakasimba kana kudhonza zvine simba.

Kuti gwi kucheka nokugura kamwe chete.

1

Akanga oda kutiza achibva anzi ruoko gwi.

Kana munhu akati gwi anenge akasimba aine utano hwakanaka.

2

3

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gwiba

Gwiba rudzi rwedoro.

Verenga

Swipe for the next word