Duramazwi · zita
bhazi
bus
dutavanhu
Duramazwi · zita
bus
Bhazi zimota zihombe rine zvigaro zvakawanda mukati, rinotakura vanhu vazhinji vari parwendo.
Bhazi zimota zihombe rine zvigaro zvakawanda mukati, rinotakura vanhu vazhinji vari parwendo.
Bhazi iri rinomhanya chaizvo, *zvekuti* munotozoswera mava kuMhondoro.
Takachimbidzomuka tikagona kubata bhazi remangwanani ngwanani.
Zuva rafamba, hazvisina nyanisi kuti bhazi richauya iri.
dutavanhu
Duramazwi
01 / 03bhazuka
Bhazuka rudzi rwechombo chehondo chinoshandiswa kudautsa mabhambo kuti asvike kure.
VerengaSwipe for the next word