Duramazwi · zita
Zvinoreva
Masvisvinwa makanda kana mhodzi dzinosvipwa kana munhu achidya zvinosvisvinwa muto.
1

Masvisvinwa magufu kana mafufu anosaririra mukanwa kana munhu achinge anwa masvusvu kana maheu.
Matimba chirimwa chinenge mugunde chinobuda muto unotapira, chinotsengwa chichisara masvisvinwa anoraswa.
2
Masvisvinwa magufu kana mafufu anosaririra mukanwa kana munhu achinge anwa masvusvu kana maheu.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03masvomhu
math
VerengaSwipe for the next word