Duramazwi · zita
Zvinoreva
Masvosvwa michero inotanga kuberekwa nemimwe miti, isingaibvi uye inozozuka kana michero chaiyo chaiyo yoberekwa.

Kana nyaya ichinzi masvosvwa inenge ichangotanga uye ichizotarisirwa kuoma zvakanyanya.
Kana munhu achinzi zvaari kuita masvosvwa, anenge achiita zvinhu zviri pasi pasi pezvinotarisirwa.

Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03masvusvu
Masvusvu chinwiwa chinotapira chinobikwa ne-
VerengaSwipe for the next word