Duramazwi · zita
Zvinoreva
Masvusvu chinwiwa chinotapira chinobikwa ne-
1
Masvusvu chinwiwa chinotapira chinobikwa ne-
Mhanga idoro rinenge ravira, ramirira kudirwa masvusvu, rozonwiwa kwapera mazuva manomwe.
Madirwa masvusvu nemhanga zvakavhenganiswa, zvisingadhaki nekuti zvinenge zvisati zvavira.
Masvisvinwa magufu kana mafufu anosaririra mukanwa kana munhu achinge anwa masvusvu kana maheu.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03maswero
Kana munhu achiti kumunhu maswero anenge achimhorosa munhu waamboonana naye achimubvunza kuti aswere sei.
VerengaSwipe for the next word