Duramazwi · zita
matadza
molar
mazeyomazeva
Duramazwi · zita
molar
Matadza ndepanomera mazino ekumashure.
Matadza ndepanomera mazino ekumashure.
Gwite imhando yembeva ine matadza akakura chose, uye inofarira kuchera mwena wayo pazvuru.
Ichi chibhakera chakasimba chaizvo chinorohwa munhu mumatadza, chinogona kumuwisira pasi.
Ichi chirwere chinoita kuti mazino abude urwa kana ropa nechokumatadza, zvinokonzera kuti abve.
mazeyo · mazeva
Duramazwi
01 / 03matadzo
Chitadzo.
VerengaSwipe for the next word