KwaunobvaDuramazwiUubatwa

Zvinoreva

Ubatwa kuve pasi poumwe munhu zvine chisimba, zvokuti anoita zvaanoda newe.

1

Ubatwa inguva inenge munhu ari musungwa atongerwa kugara mujeri nokuda kwemhosva dzaanenge akapara.

Vapedza kubatwa maoko vakabva vanyangarika zvakare.

2

Ubatwa inguva inenge munhu ari musungwa atongerwa kugara mujeri nokuda kwemhosva dzaanenge akapara.

Zvakafanana

ubhanditi

Mamwe mazwi ane U

U

Duramazwi

01 / 03

ubhanditi

Ubhanditi kuva musungwa zvekuti unenge uchipika jeri, uchishandiswa zvakaoma.

Verenga

Swipe for the next word