KwaunobvaDuramazwiUubaba

Duramazwi · zita

ubaba

Zvinoreva

Ubaba kuva nechinhanho chokuva munhu anoriritira mhuri somubereki wechirume.

1

Kutamba ubaba kuva munhu anenge achiita chijana chababa panenge pari kuroorwa mwanasikana.

Mubaba muti une makwande nemashizha akaserera, anopenya, ane mitsetse yeruvara rwevhu, unobereka zvivana zvakarebenuka zvinodyiwa nemombe.

2

Kutamba ubaba kuva munhu anenge achiita chijana chababa panenge pari kuroorwa mwanasikana.

Mamwe mazwi ane U

U

Duramazwi

01 / 03

ubasa

Ubasa isimba nechido chokuita chose chose wakagwinya.

Verenga

Swipe for the next word