Duramazwi · zita
Zvinoreva
Ubasa isimba nechido chokuita chose chose wakagwinya.
1
Ubasa isimba nechido chokuita chose chose wakagwinya.
Vakazodzokera havo kubasa kwavo vachifara zvisingaite kuti mota yainge yadzoka.
Ndaigona kutumira baTakue pavanenge vakuenda kubasa maimhanje apo.
Boyz dzakazodzoka kwave kudya ndokudzokera kubasa.
Mamwe mazwi ane U
UDuramazwi
01 / 03ubatwa
custody
VerengaSwipe for the next word