Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chisveru kutamba kwevana vadiki kokuti vanodzinganisana vachitsvarana neruoko, atadza kudzosera kune umwe ndiye anoenda nechibodzwa.
1

Zvakafanana
chitsvambe · chitsvarire · chitsvare
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chisvino
Chisvino isefa inoshandiswa pakusvina hwahwa.
VerengaSwipe for the next word