Duramazwi · zita
Zvinoreva
Urwu ruzha runoitwa navanhu vazhinji vachidzinga mhuka, shiri kana chimwe chisingadiwi padyo.
1
Urwu ruzha runoitwa navanhu vazhinji vachidzinga mhuka, shiri kana chimwe chisingadiwi padyo.
Chakava chisva-a-sva-a vanhu vachidzinganisa bere rakafamba masikati.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chisveru
Chisveru kutamba kwevana vadiki kokuti vanodzinganisana vachitsvarana neruoko, atadza kudzosera kune umwe ndiye anoenda nechibodzwa.
VerengaSwipe for the next word