KwaunobvaDuramazwiDdambudziko

Duramazwi

dambudziko

affliction · bipolar · calamity · cataclysm · challenge · crisis · fate · hardship · misfortune · ordeal · plight · problem · trouble

Zvinoreva

Dambudziko chinetso chinoshungurudza kana kukanganisa ugaro hwemunhu.

1

Dambudziko chinetso chinoshungurudza kana kukanganisa ugaro hwemunhu.

Vamwe vose vaive vangovauraya zvakanaka pasina kana dambudziko.

Zvino dambudziko nderekuti aive asina foni.

Dambudziko rawana umwe harisekwe nekuti rimwe zuva unenge wavewo iwe wave mudambudziko iroro.

2

Dambudziko inhamo yokufirwa nehama dzako kana vamwewo vaunoziva. Akapinda dambudziko paakafirwa namai vake.

Zvakafanana

dhuva · nhamo · njodzi

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dambudzo

Dambudzo munhu anogaroitira vamwe zvinogumbura.

Verenga

Swipe for the next word