Duramazwi · zita
Zvinoreva
Ndondo idombo rekugadzirisa guyo.
Ndondo idambudziko rinoonekwa nemunhu muupenyu.
1
Ndondo idombo rekugadzirisa guyo.
Kana munhu akaona ndondo anenge atambura zvikuru pamusoro pechimwe chinhu.
Kuti ndondo-ondo kunyura mudhaka, kana kuenda zvekusaoneka.
Ndondo idambudziko rinoonekwa nemunhu muupenyu.
2

Motokari yakandifira pakati pesango madeko.
Ndakaona ndondo.
Kana munhu akaona ndondo anenge atambura zvikuru pamusoro pechimwe chinhu.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03ndondo-ondo
Kuti ndondo-ondo kunyura mudhaka, kana kuenda zvekusaoneka.
VerengaSwipe for the next word