KwaunobvaDuramazwiNndonda

Duramazwi · zita

ndonda

infirm · sickly

Zvinoreva

Ndonda munhu kana mhuka inongorwara-rwara, isina muviri wakasimba.

Kundonda kumhanya chaizvo asi uchiita nhanho diki.

1

Manatsa mukanwa ndonda kurota ichiyamwa.

Kunjandanguka kudonha kwemunhu anenge atadza kutsika zvakanaka kana kuti apingwa, zvikuru kana iye agarawo iri ndonda.

2

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

ndondo

Ndondo idombo rekugadzirisa guyo.

Verenga

Swipe for the next word