KwaunobvaDuramazwiCchitswitswitswi

Duramazwi · zita

chitswitswitswi

dzvikitsvikichitswikitswiki

Zvinoreva

Uku kuzarisa kwezvinhu kana kuti vanhu muchinhu chimwe chete. Vanhu vainge vakaita chitswitswitswi mubhazi, zvekuti waishayiwa nepokutsika.

1

Zvakafanana

dzvikitsviki · chitswikitswiki

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chituba

Chituba chitemhe chisinganyuri nhando, chinoiswa patambo yokuraurisa, chinotonyura chete kana hove yabatwa nechirauro.

Verenga

Swipe for the next word