KwaunobvaDuramazwiCchituba

Zvinoreva

Chituba chitemhe chisinganyuri nhando, chinoiswa patambo yokuraurisa, chinotonyura chete kana hove yabatwa nechirauro.

1

Chituba chitemhe chisinganyuri nhando, chinoiswa patambo yokuraurisa, chinotonyura chete kana hove yabatwa nechirauro.

Kuti ndwa kunyura nokukasika, sezvinoita chituba chechirauro kana hove yabatwa.

Kundwaidza chituba chechirairo kuchinyudza kunoita hove kana ichinge yabatwa nacho.

Kundwaira kunyuranyura kunoita chituba chechirauro kana hove dzichidyira.

Zvakafanana

nheme · tuba · chitebo · chitubatuba

Mamwe mazwi ane C

C

Swipe for the next word