KwaunobvaDuramazwiNnheme

Zvinoreva

Nheme kadimbu kedende kana tsanga kanoiswa pachirauro kuti karatidze kana hove ichinge yava kudyira.

1

Mutede wechiredzo kureba kwetambo kubva panheme kusvika pachiredzo chacho.

Zvakafanana

chituba · chitubatuba · chitebo · nhuba

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nhemeteme

Nhemeteme nderimwe chete rorumwe rudzi rwemakonye akasvibira, anodyiwa, anowanikwa pamuti womusasa kana munhondo.

Verenga

Swipe for the next word