Duramazwi · zita
Zvinoreva
Nhemba mudziyo unokamirwa mukaka.
Nhemba rudzi rwevhu rakacheneruka, rinoshandiswa kudzura mukati mechidziro chemba.
Nhemba kugona kana kuva nounyanzvi hwokunanga ipo chaipo pauri kuda kupfura kana kupotsera.

Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03Nhembe
traditional skin loincloth or apron
VerengaSwipe for the next word