KwaunobvaDuramazwiTtsiku

Duramazwi · zita

tsiku

Zvinoreva

Tsiku kushaya zvinhu zvakakuringanira.

1

Tsiku kushaya zvinhu zvakakuringanira.

Chitsiku muti une mapazi akatsvukuruka ane minzwa yakaomarara, unoita maruva machena uye unobereka muchero unotsvuka kana waibva.

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tsikwa

Kana zvichinzi matsikwa nomunhu munenge mashanyirwa naye.

Verenga

Swipe for the next word