Duramazwi · zita
Zvinoreva
Tsiko mutezo wegumbo une zvigunwe, uye unotsika pasi pakufamba.
1

Tsiko ndepanosara pachionekwa kana munhu abvisa tsoka yake paanga akatsika.

Kana chinhu chakakozva chinenge chakabhenda, choita setsiko rebhiza kana mbizi.
2
Tsiko ndepanosara pachionekwa kana munhu abvisa tsoka yake paanga akatsika.
3
Tsiko makumbo ebhodho.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tsikombi
Tsikombi munhukadzi apfuura zera rekuroorwa asati aroorwa.
VerengaSwipe for the next word