Duramazwi · zita
tsoka
foot · footprint
Duramazwi · zita
foot · footprint
Tsoka inzvimbo ine miti mikuru yakawanda chaizvo.
Kutsoka kupakira zvinhu zvakaita sefodya muchibako uchiita zvokutsikira.
Tsoka inzvimbo ine miti mikuru yakawanda chaizvo.
Kana uchifamba uchiti pfekepfeke unenge uchizvuva tsoka dzako dzichiita ruzha.
Uhwu hwahwa hunobikwa munhu ava netumazuva afa hunonzi ndehwekupfudza tsoka dzomufi.
Kukohomara kugara tsoka dzakatsika pasi mabvi, ari mudenga asi makumbo akatarangana.
Kutsoka kupakira zvinhu zvakaita sefodya muchibako uchiita zvokutsikira.
Uhwu hwahwa hunobikwa munhu ava netumazuva afa hunonzi ndehwekupfudza tsoka dzomufi.
Tsiko ndepanosara pachionekwa kana munhu abvisa tsoka yake paanga akatsika.
Kubereka tsoka kumhanya zvikuru kunoita munhu achitiza njodzi yaanenge atarisana nayo.
Kutsoka kupa timu yamunenge muchitamba nayo zvibodzwa zvakawanda.
Duramazwi
01 / 03tsoke
Kuti tsoke kuisa zvinhu mune chimwe chinhu, uchingoramba uchiisa chero zvazara.
VerengaSwipe for the next word