KwaunobvaDuramazwiGgwindingwi

Duramazwi · zita

gwindingwi

Zvinoreva

Sango guru rinotyi-sa.

1

Sango guru rinotyi-sa.

Gwindingwi isango rinotyi-sa, rine mazimiti akareba akawanda.

2

Gwindingwi isango rinotyi-sa, rine mazimiti akareba akawanda.

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gwindiri

Kana munhu akati gwindiri anenge ane utano hwakakwana uye akasimba. Kunyangwe zvavo vatsenga makore akawanda, _sekuru vachakasimba kuti gwindiri_.

Verenga

Swipe for the next word