Duramazwi03 / 03gwindiriKana munhu akati gwindiri anenge ane utano hwakakwana uye akasimba. Kunyangwe zvavo vatsenga makore akawanda, _sekuru vachakasimba kuti gwindiri_.Verenga→