Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chiunde inzvimbo ine miti mikuru yakawanda kwazvo.
1
Chiunde inzvimbo ine miti mikuru yakawanda kwazvo.
Chiunde inzvimbo ine miti mikuru yakawanda kwazvo.
2
Chitsuwa.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chiundudzi
Chiundudzi chikonye chine mambava, chinopfukuta nyama, matehwe kana nyanga dzemhuka zvinenge zvatsvetwa panzvimbo imwe kwenguva yakareba.
VerengaSwipe for the next word