KwaunobvaDuramazwiCchiumbwa

Duramazwi · zita

chiumbwa

Zvinoreva

Chiumbwa mufananidzo wechinhu chakagadzirwa nemavhu.

1

Chiumbwa mufananidzo wechinhu chakagadzirwa nemavhu.

Chiumbwa chake chen'ombe ungati chinofema.

Kutsvedzerera kutsetsekera kunoita chivezwa kana chiumbwa chakatsvenenzverwa.

2

Munyaya dzezvemitauro, chiumbwa mavara kana mazwi akabatanidzwa kuita chinhu chimwe chete.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chiumira

Chiumira munhu asingapapariki kana kukurumidza kutsamwa.

Verenga

Swipe for the next word