Duramazwi · zita
Zvinoreva
Iri ibhii kana vara rinoshandiswa pakuvaka mazwi.
1
Iri ibhii kana vara rinoshandiswa pakuvaka mazwi.
Ichi chiumbamazwi chinoshandiswa kutaridza kuti chinhu chaitika nguva shomanana ichangopfuura.
Ichi chiumbamazwi chinoratidza zvinhu zvichazoitwa pava paya.
Ichi chivakiso kana kuti chiumbamazwi chinoshandiswa sedudzirachiito uye chinoratidza nguva yamangwanani pazuva rinozotevera.
Zvakafanana
chivakamazwi · chivakiso · chiumbiridzo
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chiumbo
Panyaya dzokusona nhumbi, chiumbo mapatani akatochekwa kare anozoshandiswa kupima nokugadzira zvimwe zvakafanana nepatani iyi.
VerengaSwipe for the next word