KwaunobvaDuramazwiCchitutu

Zvinoreva

Chitutu ivhu rakaumbiridzwa pamwe chete rinozosimwa mbambaira pamusoro.

1

Chitutu ivhu rakaumbiridzwa pamwe chete rinozosimwa mbambaira pamusoro.

Kuparadza kubvanganyura zvinhu zvinenge zvakaita chitutu kana murwi kuti zvipararire.

Chitutu ivhu rakaumbiridzwa pamwe chete rinozosimwa mbambaira pamusoro.

Ichi chikwata chenyeredzi dzakaita chitutu dziri nhanhatu, dzinowanzoonekwa nechokuchamhembe.

Zvakafanana

chitswa

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chityaro

Chityaro ndepanogara munhu pabhasikoro, pachimudhudhudhu kana pabhiza.

Verenga

Swipe for the next word