KwaunobvaDuramazwiCchityaro

Zvinoreva

Chityaro ndepanogara munhu pabhasikoro, pachimudhudhudhu kana pabhiza.

1

Chityaro ndepanogara munhu pabhasikoro, pachimudhudhudhu kana pabhiza.

Chityaro ndepanogara munhu pabhasikoro, pachimudhudhudhu kana pabhiza.

Mudhayo kachityaro kakabatwa netambo kana cheni kekuti munhu agare achimveyeswa mudenga.

Kusimukira kuchovha bhasikoro usina kugara pachityaro.

Zvakafanana

chigaro

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chityu

Chityu inyama yepadundundu remhuka, panosangana mutsipa nembabvu.

Verenga

Swipe for the next word