KwaunobvaDuramazwiCchinamatidzwa

Duramazwi · zita

chinamatidzwa

appendix · supplement · fixture

Zvinoreva

Munyaya yezvemutauro, chinamatidzwa chivakashure, chivakapakati kana chivakamberi chezita, chiito kana zvimwe zvikamu zvomutauro, chisina zvachinoreva kana chiri choga. Chinamatidzwa chinozoreva chinhu kana chabatanidzwa nezvimwe zvinamatidzwa kana kuti nemamwe mazwi mumutsetse.

1

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

ChiNambiya

ChiNambiya mutauro wevaNambiya avo vakawandira kumatunhu ari nechokumavirira kwakadziva kuChamhembe kwenyika yeZimbabwe.

Verenga

Swipe for the next word