Duramazwi
Zvinoreva
Chinamwe ivhu dete rakatsetseka rinokwanisa kunama kana zvakaita buri romugomo kana munhu achida kuchera mvura.
1

Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chinan'anuri
Iri izwi rinoshandiswa kuratidza panzvimbo chaipo pane chiri kutaurwa kubva pana nyakutaura, icho chichinyururwa kubva pakati pezvimwe.
VerengaSwipe for the next word