KwaunobvaDuramazwiCchinan'anuri

Zvinoreva

Iri izwi rinoshandiswa kuratidza panzvimbo chaipo pane chiri kutaurwa kubva pana nyakutaura, icho chichinyururwa kubva pakati pezvimwe.

1

Iri izwi rinoshandiswa kuratidza panzvimbo chaipo pane chiri kutaurwa kubva pana nyakutaura, icho chichinyururwa kubva pakati pezvimwe.

Cherechedza kuti Chinan'anuri chine dzitsi /-pi/ chinowanzoshandiswa pamibvunzo.

Chinan'anuri chinotsaura chinhu kubva mune zvakawanda.

Vano chinan'anuri chinoreva kuti vari kutaurwa nezvavo vari pedo. Uri kureva sekuru vapiko? Vano vari apa avo.

Zvakafanana

chisarudzi

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chinana

Chinana chinhu chidiki chinogona kuipisa munhu.

Verenga

Swipe for the next word