Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chiumira munhu asingapapariki kana kukurumidza kutsamwa.
Chiumira mazai anenge asati atsotsonywa.
1

2

Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chiunde
Chiunde inzvimbo ine miti mikuru yakawanda kwazvo.
VerengaSwipe for the next word