Duramazwi · zita
chiunga
mass
chita-ungana
Duramazwi · zita
mass
Chiunga vanhu vanenge vari panzvimbo pavasangana vakawanda, paine chavavinga vose.
Chiunga vanhu vanenge vari panzvimbo pavasangana vakawanda, paine chavavinga vose.
Chiunga vanhu vanenge vari panzvimbo pavasangana vakawanda, paine chavavinga vose.
Chiunga mushonga unoshandiswa nemunhu pakukoka vamwe kuti vauye kwaari.
Muzvinachitoro uyu anoshandisa chiunga kuti vanhu vamutengere.
-ungana
Duramazwi
01 / 03chiungadzi
Chiungadzi muti une minzwa yakakombamira yakasimba, unoita tumaruva tuchena uye une hwema hwakasimba hunonzi hunodzinga nyoka.
VerengaSwipe for the next word