KwaunobvaDuramazwiBbeya

Duramazwi · zita

beya

-gara beya

Zvinoreva

Beya kugara kokuzarura makumbo usina hanya kana kuti usingazivi kuti wava kuonekwa pakati pemakumbo kunzvimbo dzakavandika.

1

Kana munhu akagara beya anenge atadza kugara zvakanaka, zvinoita kuti aonererwe pakati pemakumbo.

Beya kugara kokuzarura makumbo usina hanya kana kuti usingazivi kuti wava kuonekwa pakati pemakumbo kunzvimbo dzakavandika.

Zvine chekuita

-gara beya

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

beza

Kuti beza kugara munhu akangonyarara.

Verenga

Swipe for the next word