KwaunobvaDuramazwiBbatisa

Duramazwi

batisa

Zvinoreva

Kubatisa munhu chimwe chinhu kumupa kuti ambochichengeta.

1

Kubatisa munhu chimwe chinhu kumupa kuti ambochichengeta.

Vakasviko tanga kusarudza zvimaskirt zvainge zvakati kurei vachibatisa Tadiwa.

Tambudzai akasangana navatete vake kutaundi shipi, vakamubatisa zvinhu zvavakanga vatenga.

Ndakaita chomusoro chakandibatisa nedzungu.

Mamwe mazwi ane B

B

Swipe for the next word