Duramazwi
batidza
alight
-perekedza
Duramazwi
alight
Kubatidza moto kuukuhwidza kana kuisa mwenje panga pasina.
Kubatidza moto kuukuhwidza kana kuisa mwenje panga pasina.
Usabatidza magetsi ungamutsa vana vakarara imomo.
Takabatidza kanduru pakadzima magetsi manheru.
Kuti tunge kubatidza moto nemechisa kana nezvimwewo pachibva pangobuda murazvu.
Kubatidza muchato kuva muperekedzi wevaviri vanenge vachichata.
Kubatsira.
-perekedza
Duramazwi
01 / 03batika
Kubatika kunge munhu aine basa kana zvimwe zvinhu zvinomutadzisa kuita mamwe mabasa panguva imweyo.
VerengaSwipe for the next word