Duramazwi · zita
patsanuro nebatanidzobatanidzo yemazwi
Zvinoreva
lyi mitemo yenzira kwayo inoteverwa kunyora mutauro nemazvo muchiisa mabhii nemavara pamwe chete kuumba mazwi nokuparadzanisa mazwi acho panenge pakafanira.
1
lyi mitemo yenzira kwayo inoteverwa kunyora mutauro nemazvo muchiisa mabhii nemavara pamwe chete kuumba mazwi nokuparadzanisa mazwi acho panenge pakafanira.
Ichi chisungo chemitemo yezviperengo, batanidzo nepatsanuro inotsanangura manyorerwo anofanira kuitwa mazwi mumutauro.
Zvakafanana
patsanuro nebatanidzo · batanidzo yemazwi
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03batei
Kuti batei kukurumidza kuisa ruoko rwako pane chimwe chinhu, wokurumidzazve kuchiregedza.
VerengaSwipe for the next word