Duramazwi02 / 03baya mwoyoKana chinhu chichikubaya mwoyo chinenge chakakunakira chaizvo uye uchinzwa shungu dzokuchida.Verenga→
Duramazwi03 / 03bayai vanhuKana zvinhu zvinzi zvakati bayai vanhu zvinenge zvakawanda zvikuru.Verenga→