Duramazwi
Zvinoreva
Kana chinhu chichikubaya mwoyo chinenge chakakunakira chaizvo uye uchinzwa shungu dzokuchida.
1
Kana chinhu chichikubaya mwoyo chinenge chakakunakira chaizvo uye uchinzwa shungu dzokuchida.
Maidei andibaya mwoyo norunako rwake.
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bayai vanhu
Kana zvinhu zvinzi zvakati bayai vanhu zvinenge zvakawanda zvikuru.
VerengaSwipe for the next word