KwaunobvaDuramazwiBbazi

Zvinoreva

Bazi inhengo yomuti inotunga kubva pahunde.

1

Bazi inhengo yomuti inotunga kubva pahunde.

ChiZezuru nderimwe bazi romutauo wechiShona.

Kuti danzu bazi remuti kana chimwewo chimerwa kuchidambura kubva pachakabatira.

2

Bazi chika-mu kana kuti rupandi rwezvakaita sehurumende kana kambani rune basa rarwunenge rwakapiwa kuti rufambise, mamwe mapaziwo achiita zvawo.

Mai vangu vanoshanda kubazi rehurumende reutano.

Zvakafanana

nhavani · davi

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bazi remutauro

Ichi chikamu chomutauro chinenge chava namamwe mazwi acho choga uye chichibudisa mutinhiro wemazwi zvakati siyanei nezvimwe zvikwata zvinenge zvichiumba mutauro wachinobva.

Verenga

Swipe for the next word